Mateo 26:69 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika69 Pita akanga agere panze muruvanze, mumwe musikana webasa akauya kwaari akati, “Newewo wanga uina Jesu wokuGarirea.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)69 Petro wakaŋga agere panze paruʋazhe. Ɀino mushandiri akaʋuya kwaari, akati: Newe ʋo wakaŋga unaJesu weGarirea. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200269 Petirosi akanga agere panze paruvazhe. Zvino mushandiri akauya kwaari, akati, “Newewo wakanga unaJesu weGariria.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika69 Pita akanga agere panze muruvanze, mumwe musikana webasa akauya kwaari akati, “Newewo wanga uina Jesu wokuGarirea.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona69 Pita akanga agere panze muruvanze, mumwe musikana webasa akauya kwaari akati, “Newewo wanga uina Jesu wokuGarirea.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi69 Zvino Petro akanga agere panze muruvazhe, uye mumwe muranda wechisikana akauya kwaari akati, “Newewo wakanga una Jesu weGarirea.” Ver Capítulo |