Mateo 26:61 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika61 “Munhu uyu akati ndinokwanisa kupaza Temberi yaMwari ndichiivaka namazuva matatu.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)61 Munhu uyu wakati: Ndinogona kuputsa tembere yaMŋari, ndikaiʋaka ɀe namazuʋa matatu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200261 “Munhu uyu akati, ‘Ndinogona kuputsa temberi yaMwari, ndikaivakazve namazuva matatu.’ ” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika61 “Munhu uyu akati ndinokwanisa kupaza Temberi yaMwari ndichiivaka namazuva matatu.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona61 “Munhu uyu akati ndinokwanisa kupaza Temberi yaMwari ndichiivaka namazuva matatu.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi61 vakati, “Munhu uyu akati, ‘Ndinogona kuputsa temberi yaMwari ndigoivakazve namazuva matatu.’ ” Ver Capítulo |