Mateo 26:60 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika60 asi vakahushaya kunyange zvazvo vazhinji vakamupupurira zvenhema. Pokupedzisira vaviri vakauya mberi vakati, Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)60 asi haʋana‐kuwana, kunyaŋge ɀapupu ɀizhinji ɀenhema ɀakaʋuya. Pashure ɀiʋiri ɀakaȿika, ɀikati: Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200260 asi havana kuwana, kunyange zvapupu zvizhinji zvenhema zvakauya. Pashure zviviri zvakasvika, zvikati, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika60 asi vakahushaya kunyange zvazvo vazhinji vakamupupurira zvenhema. Pokupedzisira vaviri vakauya mberi vakati, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona60 asi vakahushaya kunyange zvazvo vazhinji vakamupupurira zvenhema. Pokupedzisira vaviri vakauya mberi vakati, Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi60 Asi havana zvavakawana, kunyange zvazvo zvapupu zvenhema zvakauya pamberi. Pakupedzisira, vaviri vakauya Ver Capítulo |