Mateo 26:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Jesu paakanga ari kuBhetania ari mumba maSimoni wamaperembudzi. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ɀino Jesu wakati ari paBetania, mumba maSimoni wamaperembudzi, Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20026 Zvino Jesu akati ari paBhetania, mumba maSimoni wamaperembudzi, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Jesu paakanga ari kuBhetania ari mumba maSimoni wamaperembudzi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona6 Jesu paakanga ari kuBhetania ari mumba maSimoni wamaperembudzi. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Jesu paakanga ari muBhetani mumba momurume ainzi Simoni waMaperembudzi, Ver Capítulo |