Mateo 26:56 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika56 Asi izvi zvaitika kuti Magwaro Matsvene avaporofita azadziswe.” Ipapo vadzidzi vose vakamusiya votiza. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)56 Asi iɀi ɀose ɀaitwa kuti magwaro aʋaprofita aitike. Ɀino ʋadzidzi ʋose ʋakamusiya, ʋakatiza. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200256 Asi izvi zvose zvaitwa kuti magwaro avaporofita azadziswe.” Zvino vadzidzi vose vakamusiya, vakatiza. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika56 Asi izvi zvaitika kuti Magwaro Matsvene avaporofita azadziswe.” Ipapo vadzidzi vose vakamusiya votiza. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona56 Asi izvi zvaitika kuti Magwaro Matsvene avaporofita azadziswe.” Ipapo vadzidzi vose vakamusiya votiza. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi56 Asi izvi zvose zvaitika kuti zvakanyorwa navaprofita zvizadziswe.” Ipapo vadzidzi vose vakamusiya uye vakatiza. Ver Capítulo |