Mateo 26:49 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 Judhasi akabva auya pana Jesu akati, “Tikukwaziseika, Mudzidzisi,” akabva amutsvoda. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)49 Pakarepo akaȿika kunaJesu, akati: Kwaziwai, Rabi! Akamuȿeta ɀikuru. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200249 Pakarepo akasvika kuna Jesu, akati, “Kwaziwai, Rabhi!” Akamutsvoda zvikuru. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 Judhasi akabva auya pana Jesu akati, “Tikukwaziseika, Mudzidzisi,” akabva amutsvoda. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona49 Judhasi akabva auya pana Jesu akati, “Tikukwaziseika, Mudzidzisi,” akabva amutsvoda. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi49 Judhasi akaenda pakarepo kuna Jesu akati, “Kwaziwai, Rabhi!” uye akamutsvoda. Ver Capítulo |