Mateo 26:40 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Akadzokera kuna vadzidzi akavawana vatokotsira. Jesu akati kuna Pita, “Saka matadzaka imi kurindira neni kweawa imwechete? Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 Akaenda kuʋadzidzi, akaʋawana ʋaʋata; akati kunaPetro: Makaŋga musiŋgagoni seiko kurinda neni ŋguʋa imŋe cete? Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200240 Akaenda kuvadzidzi, akavawana vavata; akati kuna Petirosi, “Makanga musingagoni seiko kurinda neni awa imwechete? Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Akadzokera kuna vadzidzi akavawana vatokotsira. Jesu akati kuna Pita, “Saka matadzaka imi kurindira neni kweawa imwechete? Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona40 Akadzokera kuna vadzidzi akavawana vatokotsira. Jesu akati kuna Pita, “Saka matadzaka imi kurindira neni kweawa imwechete? Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi40 Ipapo akadzokera kuvadzidzi vake akavawana vavata. Akabvunza Petro achiti, “Varume, matadza kurinda neni kweawa imwe chete? Ver Capítulo |