Mateo 26:36 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Jesu akaenda navo kune imwe nzvimbo inonzi Getsemani, akati kuvadzidzi vake, “Garai pano ini ndimboenda uko ndimbondonamata.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Ɀino Jesu wakaȿika naʋo panɀimbo inonzi Getsemani, akati kuʋadzidzi: Garai pano, ini ndicaenda kundonyeŋgetera uko. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200236 Zvino Jesu akasvika navo panzvimbo inonzi Getsemani, akati kuvadzidzi, “Garai pano, ini ndichaenda kundonyengetera uko.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Jesu akaenda navo kune imwe nzvimbo inonzi Getsemani, akati kuvadzidzi vake, “Garai pano ini ndimboenda uko ndimbondonamata.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona36 Jesu akaenda navo kune imwe nzvimbo inonzi Getsemani, akati kuvadzidzi vake, “Garai pano ini ndimboenda uko ndimbondonamata.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 Ipapo Jesu akaenda navadzidzi vake kunzvimbo inonzi Getsemani, uye akati kwavari, “Garai pano ini ndichienda apo kundonyengetera.” Ver Capítulo |