La Biblia Online

- Anuncios -




Mateo 26:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Jesu akavapindura achiti, “Uyo aseva mundiro neni, ndiye achanditengesa.”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Akapindura, akati: Waisa ruʋoko neni mundiro, ndiye ucandipandukira.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Akapindura, akati, “Waisa ruoko neni mundiro, ndiye achandipandukira.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Jesu akavapindura achiti, “Uyo aseva mundiro neni, ndiye achanditengesa.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Jesu akavapindura achiti, “Uyo aseva mundiro neni, ndiye achanditengesa.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Jesu akapindura akati, “Munhu aisa ruoko neni mundiro, ndiye achandipandukira.

Ver Capítulo Copiar




Mateo 26:23

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios