Mateo 26:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Vakabva vasuruvara kwazvo vakatanga mumwe nomumwe kutaura kwaari vachiti, “Ndini here Tenzi?” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ɀino ʋakaʋa neshuŋgu kwaɀo, ʋakataŋga mumŋe nomumŋe kutaura kwaari, aciti: Ishe, ndini here? Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200222 Zvino vakava neshungu kwazvo, vakatanga mumwe nomumwe kutaura kwaari, achiti, “Ishe, ndini here?” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Vakabva vasuruvara kwazvo vakatanga mumwe nomumwe kutaura kwaari vachiti, “Ndini here Tenzi?” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona22 Vakabva vasuruvara kwazvo vakatanga mumwe nomumwe kutaura kwaari vachiti, “Ndini here Tenzi?” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Vakasuwa zvikuru uye vakatanga, mumwe nomumwe kuti, “Chokwadi, ndini here, Ishe?” Ver Capítulo |