La Biblia Online

- Anuncios -

Mateo 26:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Pavakanga vachidya akati, “Zvechokwadi ndinoti kwamuri mumwe wenyu achanditengesa.”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Ʋakati ʋacidya, akati kwaʋari: Ɀirokwaɀo ndinoti kwamuri: Mumŋe wenyu ucandipandukira.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Vakati vachidya, akati kwavari, “Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, mumwe wenyu achandipandukira.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Pavakanga vachidya akati, “Zvechokwadi ndinoti kwamuri mumwe wenyu achanditengesa.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Pavakanga vachidya akati, “Zvechokwadi ndinoti kwamuri mumwe wenyu achanditengesa.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Vari pakati pokudya akati, “Ndinokuudzai chokwadi kuti mumwe wenyu achandipandukira.”

Ver Capítulo Copiar

Mateo 26:21

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios