Mateo 26:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Ava manheru, Jesu akagara pakudya navadzidzi gumi navaviri. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Aʋa maɗekwana, akagara pakudya naʋadzidzi ʋanegumi naʋaʋiri. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200220 Ava madekwana, akagara pakudya navadzidzi vane gumi navaviri. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Ava manheru, Jesu akagara pakudya navadzidzi gumi navaviri. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona20 Ava manheru, Jesu akagara pakudya navadzidzi gumi navaviri. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Ava madekwana Jesu akagara patafura navane gumi navaviri. Ver Capítulo |