Mateo 26:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Nokudira kwaaita mafuta aya pamuviri wangu, aita izvi kundigadzirira kuvigwa kwangu. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Nokuti ɀaakaɗira cizoro ici pamuʋiri waŋgu, wakaɀiitira kuʋigwa kwaŋgu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200212 Nokuti zvaakadira mafuta awa pamuviri wangu, akazviitira kuvigwa kwangu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Nokudira kwaaita mafuta aya pamuviri wangu, aita izvi kundigadzirira kuvigwa kwangu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona12 Nokudira kwaaita mafuta aya pamuviri wangu, aita izvi kundigadzirira kuvigwa kwangu. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Paadira mafuta anonhuhwira pamuviri wangu, azviita kuti agadzirire kuvigwa kwangu. Ver Capítulo |