Mateo 26:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Jesu achizviziva, akati kwavari, “Ko munonetserei mukadzi uyu? Inga aita chinhu chakanakisisa wani kwandiri. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Asi Jesu, aciɀinzwa, akati kwaʋari: Munotambudzireiko mukadzi uyu? Nokuti wandiitira ɓasa rakanaka. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200210 Asi Jesu, achizvinzwa, akati kwavari, “Munotambudzireiko mukadzi uyu? Nokuti andiitira basa rakanaka. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Jesu achizviziva, akati kwavari, “Ko munonetserei mukadzi uyu? Inga aita chinhu chakanakisisa wani kwandiri. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona10 Jesu achizviziva, akati kwavari, “Ko munonetserei mukadzi uyu? Inga aita chinhu chakanakisisa wani kwandiri. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Achiziva izvi, Jesu akati kwavari, “Munotambudzireiko mukadzi uyu? Andiitira chinhu chakanaka kwazvo. Ver Capítulo |