Mateo 25:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Vasina kungwara vakati kuna vakangwara, ‘Tipungurireiwo mafuta enyu nokuti marambi edu ava kuda kudzima.’ Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Mapenzi akati kunaʋakacenjera: Tipeiʋo mamŋe mafuta enyu, nokuti mŋenje yeɗu yodzima. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20028 Vasina hanya vakati kuna vakachenjera, ‘Tipeiwo mamwe mafuta enyu, nokuti mwenje yedu yodzima.’ Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Vasina kungwara vakati kuna vakangwara, ‘Tipungurireiwo mafuta enyu nokuti marambi edu ava kuda kudzima.’ Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona8 Vasina kungwara vakati kuna vakangwara, ‘Tipungurireiwo mafuta enyu nokuti marambi edu ava kuda kudzima.’ Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Mapenzi akati kuna vakachenjera, ‘Tipeiwo mamwe emafuta enyu; mwenje yedu yava kudzima.’ Ver Capítulo |