La Biblia Online

- Anuncios -

Mateo 25:38 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

38 Ndirini watakakuonai muri muenzi tikakugamuchirai kana kuti musina chokupfeka tikakupfekedzai?

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

38 Takakuʋonai riniko muri mŋeni, tikakugamucirai? kana musineŋguʋo, tikakupfekedzai?

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

38 Takakuonai riniko muri mweni, tikakugamuchirai? Kana musina nguo, tikakupfekedzai?

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

38 Ndirini watakakuonai muri muenzi tikakugamuchirai kana kuti musina chokupfeka tikakupfekedzai?

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

38 Ndirini watakakuonai muri muenzi tikakugamuchirai kana kuti musina chokupfeka tikakupfekedzai?

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

38 Takakuonai riniko muri mweni tikakupinzai mumba, kana musina zvokupfeka tikakupfekedzai?

Ver Capítulo Copiar

Mateo 25:38

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios