Mateo 25:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 nokuti ndakanga ndiine nzara mukandipa chokudya. Ndakanga ndiine nyota mukandipa chokunwa. Ndakanga ndiri muenzi mukandigamuchira. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Nokuti ndakaŋga ndinenzara, mukandipa cokudya; ndakaŋga ndinenyota, mukandipa cokunwa; ndakaŋga ndiri mŋeni, mukandigamucira; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200235 Nokuti ndakanga ndine nzara, mukandipa chokudya; ndakanga ndine nyota, mukandipa chokunwa; ndakanga ndiri mweni, mukandigamuchira; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 nokuti ndakanga ndiine nzara mukandipa chokudya. Ndakanga ndiine nyota mukandipa chokunwa. Ndakanga ndiri muenzi mukandigamuchira. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona35 nokuti ndakanga ndiine nzara mukandipa chokudya. Ndakanga ndiine nyota mukandipa chokunwa. Ndakanga ndiri muenzi mukandigamuchira. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Nokuti ndakanga ndine nzara mukandipa chokudya, ndakanga ndine nyota, mukandipa chokunwa, ndakanga ndiri mweni mukandipinza mumba, Ver Capítulo |