Mateo 25:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Uya akapiwa mari yamatarenda maviri akauyawo achiti, ‘Changamire, makandipa mari yamatarenda maviri heino imwe mari yematarenda maviri yandakashava.’ Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Wakaŋga apiwa matarenta maʋiri akaʋuya ʋo, akati. Ishe, makandipa matarenta maʋiri; tarirai, ndawana mamŋe matarenta maʋiri. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200222 Akanga apiwa matarenda maviri akauyawo, akati, ‘Ishe, makandipa matarenda maviri; tarirai, ndawana mamwe matarenda maviri.’ Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Uya akapiwa mari yamatarenda maviri akauyawo achiti, ‘Changamire, makandipa mari yamatarenda maviri heino imwe mari yematarenda maviri yandakashava.’ Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona22 Uya akapiwa mari yamatarenda maviri akauyawo achiti, ‘Changamire, makandipa mari yamatarenda maviri heino imwe mari yematarenda maviri yandakashava.’ Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 “Murume akanga apiwa matarenda maviri akauyawo. Akati, ‘Tenzi makandipa matarenda maviri, tarirai ndakawanazve mamwe maviri.’ Ver Capítulo |