Mateo 25:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Ndizvozvowo zvakaita akapiwa mari yamatarenda maviri, akawana imwe mari yamatarenda maviri. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Saiɀoɀo ʋo, wakapiwa maʋiri, wakawana mamŋe maʋiri. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200217 Saizvozvowo, akapiwa maviri, akawana mamwe maviri. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Ndizvozvowo zvakaita akapiwa mari yamatarenda maviri, akawana imwe mari yamatarenda maviri. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona17 Ndizvozvowo zvakaita akapiwa mari yamatarenda maviri, akawana imwe mari yamatarenda maviri. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Saizvozvo uya aiva namatarenda maviri akawana mamwe maviri. Ver Capítulo |