La Biblia Online

- Anuncios -

Mateo 25:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Uya akagamuchira mari yamatarenda mashanu akabva aenda pakarepo akandoita mhindu nayo, akaita mari yamamwe matarenda mashanu.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Pakarepo iye, wakapiwa matarenta mashanu, akaenda akaita mhindu nawo, akawana mamŋe mashanu.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Pakarepo iye, akapiwa matarenda mashanu, akaenda akaita mhindu nawo, akawana mamwe mashanu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Uya akagamuchira mari yamatarenda mashanu akabva aenda pakarepo akandoita mhindu nayo, akaita mari yamamwe matarenda mashanu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Uya akagamuchira mari yamatarenda mashanu akabva aenda pakarepo akandoita mhindu nayo, akaita mari yamamwe matarenda mashanu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Murume akapiwa matarenda mashanu akaenda pakarepo akandoshandisa mari yake akawanazve mamwe mashanu.

Ver Capítulo Copiar

Mateo 25:16

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios