Mateo 25:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 “Ndinodaro nokuti umambo hwedenga huchaita somunhu akanga ava kuenda kurwendo akadaidza varanda vake akaturira kwavari zvinhu zvake. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Nokuti ɀakafanana nomunhu wakaenda kuneimŋe nyika, akaɗana ʋaranda ʋake, akaʋapa fuma yake. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200214 “Nokuti zvakafanana nomunhu akaenda kune imwe nyika, akadana varanda vake, akavaronzera pfuma yake. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 “Ndinodaro nokuti umambo hwedenga huchaita somunhu akanga ava kuenda kurwendo akadaidza varanda vake akaturira kwavari zvinhu zvake. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona14 “Ndinodaro nokuti umambo hwedenga huchaita somunhu akanga ava kuenda kurwendo akadaidza varanda vake akaturira kwavari zvinhu zvake. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 “Zvakare, zvichaita somurume akabuda kuti afambe rwendo, akadana varanda vake akavachengetesa pfuma yake. Ver Capítulo |