Mateo 24:48 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika48 Asi kana muranda uya akaipa, achizviti mumwoyo, ‘Tenzi wangu anonoka,’ Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)48 Asi kana muranda uyo wakaipa akataura mumŋoyo make, aciti: Ishe waŋgu wanonoka; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200248 Asi kana muranda uyo akaipa akataura mumwoyo make, achiti, ‘Ishe wangu anonoka;’ Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika48 Asi kana muranda uya akaipa, achizviti mumwoyo, ‘Tenzi wangu anonoka,’ Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona48 Asi kana muranda uya akaipa, achizviti mumwoyo, ‘Tenzi wangu anonoka,’ Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi48 Asi ngatimboti muranda uyo akaipa uye oti mumwoyo make, ‘Tenzi wangu achange asipo kwenguva refu,’ Ver Capítulo |