Mateo 24:46 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Akakomborerwa muranda uyo anoti kana tenzi wake wouya anomuwana achiita saizvozvo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)46 Wakaropafadzwa muranda uyo, unoti kana ishe wake aciȿika, akamuwana aciita saiɀoɀo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200246 “Akaropafadzwa muranda uyo, anoti kana ishe wake achisvika, akamuwana achiita saizvozvo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Akakomborerwa muranda uyo anoti kana tenzi wake wouya anomuwana achiita saizvozvo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona46 Akakomborerwa muranda uyo anoti kana tenzi wake wouya anomuwana achiita saizvozvo. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi46 Akaropafadzwa muranda uyo anowanikwa achiita izvozvo pakudzoka kwatenzi wake. Ver Capítulo |