Mateo 24:44 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 Saizvozvo nemiwo garai makagadzirira nokuti Mwanakomana womunhu anouya nenguva yamusingamutarisiri. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)44 Naiɀoɀo nemi ʋo, garai makaɀigadzira; nokuti Mŋanakomana womunhu ucaʋuya neŋguʋa yomusiŋgamutariri. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200244 Naizvozvo nemiwo, garai makazvigadzirira; nokuti Mwanakomana womunhu achauya nenguva yomusingamutariri. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 Saizvozvo nemiwo garai makagadzirira nokuti Mwanakomana womunhu anouya nenguva yamusingamutarisiri. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona44 Saizvozvo nemiwo garai makagadzirira nokuti Mwanakomana womunhu anouya nenguva yamusingamutarisiri. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi44 Naizvozvo nemiwo garai makagadzirira nokuti Mwanakomana woMunhu achauya nenguva yamusingamutarisiri. Ver Capítulo |