La Biblia Online

- Anuncios -

Mateo 24:38 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

38 Sapamazuva iwayo, mafashamo emvura asati auya, vanhu vaidya nokunwa vachiroora nokuroorwa kusvikira pazuva rakapinda Nowa mungarava.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

38 Nokuti sapamazuʋa iwayo, mvura zhinji isati yaȿika, ʋaidya nokunwa, nokuwana, nokuwaniswa, kuȿikira zuʋa Noa raakapinda naro muareka,

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

38 Nokuti sapamazuva iwayo, mvura zhinji isati yasvika, vaidya nokunwa, nokuwana, nokuwaniswa, kusvikira zuva Noa raakapinda naro muareka,

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

38 Sapamazuva iwayo, mafashamo emvura asati auya, vanhu vaidya nokunwa vachiroora nokuroorwa kusvikira pazuva rakapinda Nowa mungarava.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

38 Sapamazuva iwayo, mafashamo emvura asati auya, vanhu vaidya nokunwa vachiroora nokuroorwa kusvikira pazuva rakapinda Nowa mungarava.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

38 Nokuti sapamazuva iwayo mafashamu asati auya, vanhu vaidya uye vachinwa, vaiwana nokuwanikwa kusvikira pazuva iro Noa akapinda muareka,

Ver Capítulo Copiar

Mateo 24:38

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios