Mateo 24:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Sokuvaima kunoita mheni kubva kumabvazuva kusvika kumadokero ndiko kuuya kuchaita Mwanakomana womunhu. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Nokuti semheni inobva mabvazuʋa, icipenyera kumaʋirira, ndiɀo ɀicaita kuʋuya kwoMŋanakomana womunhu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200227 “Nokuti semheni inobva mabvazuva, ichipenyeresa kumavirira, ndizvo zvichaita kuuya kwoMwanakomana womunhu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Sokuvaima kunoita mheni kubva kumabvazuva kusvika kumadokero ndiko kuuya kuchaita Mwanakomana womunhu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona27 Sokuvaima kunoita mheni kubva kumabvazuva kusvika kumadokero ndiko kuuya kuchaita Mwanakomana womunhu. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Sezvinoita mheni inopenya kumabvazuva ichionekwawo kumavirira, ndizvo zvichaita kuuya kwoMwanakomana woMunhu. Ver Capítulo |