Mateo 24:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Nokuti kuchava nenhamo huru isati yamboitika kubvira pakutanga kwapasi kusvikira pari zvino uye hazvichazombofa zvakaitikazve. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Nokuti neŋguʋa iyo kucaʋa’po kutambudzika kukuru, kusati kwakamboʋa’po kwakaɗaro, kubva pakutaŋga kwenyika kuȿikira ɀino, ʋuye hakucazoʋi’po. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200221 Nokuti nenguva iyo kuchavapo kutambudzika kukuru, kusati kwakambovapo kwakadaro, kubva pakutanga kwenyika kusvikira zvino, uye hakuchazovipo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Nokuti kuchava nenhamo huru isati yamboitika kubvira pakutanga kwapasi kusvikira pari zvino uye hazvichazombofa zvakaitikazve. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona21 Nokuti kuchava nenhamo huru isati yamboitika kubvira pakutanga kwapasi kusvikira pari zvino uye hazvichazombofa zvakaitikazve. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Nokuti ipapo pachava nenhamo huru isina kumbovapo kubva pakuvamba kwenyika kusvika zvino uye haizombovapozve. Ver Capítulo |