Mateo 2:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Mambo Herodhi paakanzwa izvi, zvakamunetsa uye neJerusaremu yose. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Mambo Herode aciɀinzwa, wakamanikidzwa, neJerusarema rose naye. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20023 Mambo Herodhi akati achizvinzwa, akatambudzika kwazvo, neJerusaremu rose naye. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Mambo Herodhi paakanzwa izvi, zvakamunetsa uye neJerusaremu yose. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona3 Mambo Herodhi paakanzwa izvi, zvakamunetsa uye neJerusaremu yose. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Mambo Herodhi akati achinzwa izvi, akatambudzika kwazvo pamwe chete neJerusarema rose. Ver Capítulo |