Mateo 2:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Akaenda akandogara muguta rinonzi Nazareti kuti zvakataurwa navaporofita zvizadziswe zvokuti, “Achanzi mugari weNazareti.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 akandogara muguta rinonzi Nazareta, kuti ɀakarebga naʋaprofita ɀiitike, kuti ucanzi muNazareta. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200223 akandogara muguta rinonzi Nazareta, kuti zvakarehwa navaporofita zviitike, kuti achanzi muNazareta. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Akaenda akandogara muguta rinonzi Nazareti kuti zvakataurwa navaporofita zvizadziswe zvokuti, “Achanzi mugari weNazareti.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona23 Akaenda akandogara muguta rinonzi Nazareti kuti zvakataurwa navaporofita zvizadziswe zvokuti, “Achanzi mugari weNazareti.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 uye akaenda akandogara muguta rainzi Nazareta. Izvi zvakabva zvazadzisa zvakarehwa kubudikidza navaprofita zvichinzi, “Achanzi muNazareta.” Ver Capítulo |