Mariko 6:54 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika54 Vakati vachibuda mugwa riya vanhu vakabva vangomuziva. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)54 Ʋakati ʋaɓuɗa mugwa, pakarepo ʋanhu ʋakamuziʋa, Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200254 Vakati vabuda muigwa, pakarepo vanhu vakamuziva, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika54 Vakati vachibuda mugwa riya vanhu vakabva vangomuziva. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona54 Vakati vachibuda mugwa riya vanhu vakabva vangomuziva. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi54 Vakati vachingobuda mugwa, vanhu vakaziva Jesu. Ver Capítulo |