Mariko 6:50 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika50 nokuti vose vakamuona vakatya kwazvo. Pakarepo akabva ataura navo achiti, “Tsungai mwoyo. Ndini. Musatye.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)50 Nokuti ʋose ʋakamuʋona, ʋakamanikidzwa; akataura naʋo, akati kwaʋari: Tsuŋgai mŋoyo, ndini, musatya. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200250 Nokuti vose vakamuona, vakakundiswa; akataura navo, akati kwavari, “Tsungai mwoyo, ndini, musatya.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika50 nokuti vose vakamuona vakatya kwazvo. Pakarepo akabva ataura navo achiti, “Tsungai mwoyo. Ndini. Musatye.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona50 nokuti vose vakamuona vakatya kwazvo. Pakarepo akabva ataura navo achiti, “Tsungai mwoyo. Ndini. Musatye.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi50 nokuti vose vakamuona vakatya. Pakarepo akataura kwavari akati, “Tsungai mwoyo! Ndini. Musatya.” Ver Capítulo |