Mariko 6:47 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika47 Kuzoti ava madeko, igwa rakanga rava nechapakati pegungwa; iye achiri pavhu pakaoma oga. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)47 Aʋa maɗekwana igwa rakaŋga riri pakati peguŋgwa, iye ari oga panyika. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200247 Ava madekwana igwa rakanga riri pakati pegungwa, iye ari oga panyika. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika47 Kuzoti ava madeko, igwa rakanga rava nechapakati pegungwa; iye achiri pavhu pakaoma oga. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona47 Kuzoti ava madeko, igwa rakanga rava nechapakati pegungwa; iye achiri pavhu pakaoma oga. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi47 Ava madekwana, igwa rakanga rava pakati pegungwa, uye iye aiva oga kunyika. Ver Capítulo |