Mariko 6:39 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Iye akati vanhu vose vagariswe pasi pauswa hunyoro vakaita zvikwata–zvikwata. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 Ɀino akaʋaraira kuti ʋagarise ʋose pasi paʋuswa bgunyoro ʋakaita mapoka‐mapoka. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200239 Zvino akavarayira kuti vagarise vose pasi pauswa hunyoro vakaita mapoka-mapoka. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Iye akati vanhu vose vagariswe pasi pauswa hunyoro vakaita zvikwata–zvikwata. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona39 Iye akati vanhu vose vagariswe pasi pauswa hunyoro vakaita zvikwata–zvikwata. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi39 Ipapo Jesu akavarayira kuti vagarise vanhu vose pasi mumapoka pauswa hunyoro. Ver Capítulo |