Mariko 6:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Pakarepo mambo akatuma musoja wokuchengetedza mambo achimuti auye nomusoro waJohani. Iye akaenda akandomudimura musoro mujeri muya, Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Pakarepo mambo akatuma murwi, akaraira kuti aʋuye nomusoro wake. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200227 Pakarepo mambo akatuma musoja, akaraira kuti auye nomusoro wake. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Pakarepo mambo akatuma musoja wokuchengetedza mambo achimuti auye nomusoro waJohani. Iye akaenda akandomudimura musoro mujeri muya, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona27 Pakarepo mambo akatuma musoja wokuchengetedza mambo achimuti auye nomusoro waJohani. Iye akaenda akandomudimura musoro mujeri muya, Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Saka pakarepo akatuma murwi akarayira kuti vauye nomusoro waJohani. Murume akaenda akandogura musoro waJohani mutorongo, Ver Capítulo |