La Biblia Online

- Anuncios -

Mariko 6:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Mambo zvakamurwadza chaizvo, asi nokuda kwemhiko dzake dzaakanga aita, uye pamusana pavaenzi vake, haana kuda kuramba.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Ipapo mambo akaɀidya mŋoyo kwaɀo, asi wakaŋga asiŋgaɗi kumurambira nokuɗa kwokupika kwake, ʋuye nokuɗa kwaʋakaŋga ʋagere naye pakudya.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

26 Ipapo mambo akazvidya mwoyo kwazvo, asi akanga asingadi kumurambira nokuda kwokupika kwake, uye nokuda kwavakanga vagere naye pakudya.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Mambo zvakamurwadza chaizvo, asi nokuda kwemhiko dzake dzaakanga aita, uye pamusana pavaenzi vake, haana kuda kuramba.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Mambo zvakamurwadza chaizvo, asi nokuda kwemhiko dzake dzaakanga aita, uye pamusana pavaenzi vake, haana kuda kuramba.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 Mambo akatambudzika zvikuru, asi nokuda kwemhiko yake uye nokuda kwevaakanga achidya navo, haana kuda kumurambira.

Ver Capítulo Copiar

Mariko 6:26

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios