Mariko 6:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Zvino musikana uya akabuda panze akabvunza amai vake achiti, “Chii chandingakumbire?” Ivo vakati, “Musoro waJohani anoombeka.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Akaɓuɗa, akati kunamai ʋake: Ndicakumbireiko? Ʋakati: Musoro waJohane Mubapatidzi. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200224 Akabuda, akati kuna amai vake, “Ndichakumbireiko?” Vakati, “Musoro waJohani Mubhabhatidzi.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Zvino musikana uya akabuda panze akabvunza amai vake achiti, “Chii chandingakumbire?” Ivo vakati, “Musoro waJohani anoombeka.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona24 Zvino musikana uya akabuda panze akabvunza amai vake achiti, “Chii chandingakumbire?” Ivo vakati, “Musoro waJohani anoombeka.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Akabuda kunze akandoti kuna mai vake, “Ndichakumbireiko?” Ivo vakati, “Musoro waJohani Mubhabhatidzi.” Ver Capítulo |