Mariko 6:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Uyezve akatopika kwaari achiti, “Ukandikumbira chipi nechipi zvacho ndinokupa, kunyange chikava chikamu chepakati nepakati chezvoushe hwangu.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Akamupikira, aciti: Caunokumbira kwandiri ndicakupa, kuȿikira pahafu yoʋushe bgaŋgu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200223 Akamupikira, achiti, “Chaunokumbira kwandiri ndichakupa, kusvikira pahafu youshe hwangu.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Uyezve akatopika kwaari achiti, “Ukandikumbira chipi nechipi zvacho ndinokupa, kunyange chikava chikamu chepakati nepakati chezvoushe hwangu.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona23 Uyezve akatopika kwaari achiti, “Ukandikumbira chipi nechipi zvacho ndinokupa, kunyange chikava chikamu chepakati nepakati chezvoushe hwangu.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Uye akamuvimbisa nemhiko achiti, “Chose chauchakumbira ndichakupa chinhu ichocho, kusvikira pahafu youmambo hwangu.” Ver Capítulo |