Mariko 6:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Asi Herodhi, paakanzwa izvi, akati, “Johani uya wandakadimbura musoro ndiye akamutswa.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Asi Herode wakati aciɀinzwa, akati: NdiJohane wakamuka, uya wandakagura musoro. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200216 Asi Herodhi akati achizvinzwa, akati, “NdiJohani akamuka, uya wandakagura musoro.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Asi Herodhi, paakanzwa izvi, akati, “Johani uya wandakadimbura musoro ndiye akamutswa.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona16 Asi Herodhi, paakanzwa izvi, akati, “Johani uya wandakadimbura musoro ndiye akamutswa.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Asi Herodhi akati anzwa izvozvo, akati, “Johani, murume wandakagura musoro, akamutswa kubva kuvakafa!” Ver Capítulo |