Mariko 6:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Akatizve kwavari, “Kwose kwose kwamunopinda mumba, garai imomo kusvikira mazobvako. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Akati kwaʋari: Pose pamunopinda mumba, mugare’mo, kuȿikira mucibva’po. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200210 Akati kwavari; “Pose pamunopinda mumba, mugaremo, kusvikira muchibvapo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Akatizve kwavari, “Kwose kwose kwamunopinda mumba, garai imomo kusvikira mazobvako. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona10 Akatizve kwavari, “Kwose kwose kwamunopinda mumba, garai imomo kusvikira mazobvako. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Pose pamunopinda mumba, garai imomo kusvikira mabva muguta iroro. Ver Capítulo |