Mariko 5:43 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Jesu akavakohomedza kuti zvirege kuzivikanwa kana nomunhu zvake ndokuvaudza kuti vape musikana chokudya. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)43 Akaʋaraira ɀikuru kuti ɀirege kuzikanwa nomunhu; akati, ŋgaapiwe ɀokudya. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200243 Akavarayira zvikuru kuti zvirege kuziikanwa nomunhu; akati musikana ungaapiwe zvokudya. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Jesu akavakohomedza kuti zvirege kuzivikanwa kana nomunhu zvake ndokuvaudza kuti vape musikana chokudya. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona43 Jesu akavakohomedza kuti zvirege kuzivikanwa kana nomunhu zvake ndokuvaudza kuti vape musikana chokudya. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi43 Akarayira nokurayira kukuru kuti parege kuva nomunhu anoziva nezvazvo, uye akavaudza kuti vamupe zvokudya. Ver Capítulo |