Mariko 5:42 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika42 Pakarepo musikana uya akasimuka, ndokufamba (sezvo akanga ava namakore gumi namaviri). Vanhu vose vakabva vashamiswa zvikuru kwazvo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)42 Pakarepo musikana akasimuka, akafamba; nokuti waiʋa namakore anegumi namaʋiri; ʋakashamiswa nokushama kukuru. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200242 Pakarepo musikana akasimuka, akafamba; nokuti waiva namakore ane gumi namaviri; vakashamiswa nokushama kukuru. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika42 Pakarepo musikana uya akasimuka, ndokufamba (sezvo akanga ava namakore gumi namaviri). Vanhu vose vakabva vashamiswa zvikuru kwazvo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona42 Pakarepo musikana uya akasimuka, ndokufamba (sezvo akanga ava namakore gumi namaviri). Vanhu vose vakabva vashamiswa zvikuru kwazvo. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi42 Pakarepo musikana akasimuka akafamba-famba (akanga ana makore gumi namaviri okuberekwa). Nokuda kwaizvozvi, vakashamiswa zvikuru. Ver Capítulo |