Mariko 5:40 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Ivo vakamuseka. Zvino akaburitsa vose panze, akatora baba vomwana naamai vake navaya vaaiva navo, ndokupinda maiva nomwana. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 Ʋakamuseka. Akaʋaɓuɗisa ʋose, akatora ɓaɓa ʋomŋana namai, naʋaakaŋga anaʋo, akapinda kwakaŋga kunomŋana. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200240 Vakamuseka. Akavabudisa vose, akatora baba vomwana namai, navaakanga anavo, akapinda kwakanga kuno mwana. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Ivo vakamuseka. Zvino akaburitsa vose panze, akatora baba vomwana naamai vake navaya vaaiva navo, ndokupinda maiva nomwana. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona40 Ivo vakamuseka. Zvino akaburitsa vose panze, akatora baba vomwana naamai vake navaya vaaiva navo, ndokupinda maiva nomwana. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi40 Asi vakamuseka. Mushure mokunge avabudisa vose panze, akatora baba namai vomwana navadzidzi vaakanga anavo, akapinda makanga muno mwana. Ver Capítulo |