Mariko 5:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Akaringa–ringa achida kuona kuti akanga aita izvi ndiani. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Ɀino akariŋga‐riŋga kuti aʋone wakaita iɀoɀo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200232 Zvino akaringa-ringa kuti aone akaita izvozvo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Akaringa–ringa achida kuona kuti akanga aita izvi ndiani. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona32 Akaringa–ringa achida kuona kuti akanga aita izvi ndiani. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Asi Jesu akaramba achitarisa-tarisa kuti aone kuti ndiani akanga aita izvozvo. Ver Capítulo |