La Biblia Online

- Anuncios -

Mariko 5:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Pakarepo ropa rakabva raganhuka kubuda, akabva azvinzwa mumuviri wake kuti chirwere charapwa.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Pakarepo tsime rake reropa rikapxa, akanzwa pamuʋiri wake kuti waporeswa pakurwara kwake.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

29 Pakarepo tsime rake reropa rikapwa, akanzwa pamuviri wake kuti aporeswa pakurwara kwake.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Pakarepo ropa rakabva raganhuka kubuda, akabva azvinzwa mumuviri wake kuti chirwere charapwa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 Pakarepo ropa rakabva raganhuka kubuda, akabva azvinzwa mumuviri wake kuti chirwere charapwa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 Pakarepo tsime reropa rake rakapwa uye akanzwa mumuviri wake kuti akanga asunungurwa kubva pakutambudzika kwake.

Ver Capítulo Copiar

Mariko 5:29

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios