Mariko 5:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Zvaakanga anzwa nezvaJesu akauya necheshure kwake, ari mukati moruzhinji, ndokusvikobata hanzu yake, Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 wakati anzwa ɀaJesu, akaʋuya pakati paʋanhu ʋazhinji ʋaiʋa mashure, akaɓata ŋguʋo yake. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200227 akati anzwa zvaJesu, akauya pakati pavanhu vazhinji vaiva mashure, akabata nguo yake. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Zvaakanga anzwa nezvaJesu akauya necheshure kwake, ari mukati moruzhinji, ndokusvikobata hanzu yake, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona27 Zvaakanga anzwa nezvaJesu akauya necheshure kwake, ari mukati moruzhinji, ndokusvikobata hanzu yake, Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Akati anzwa nezvaJesu, akauya mushure make mukati mavazhinji uye akabata nguo yake, Ver Capítulo |