La Biblia Online

- Anuncios -

Mariko 5:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Akanga aona nhamo mudzin'anga dzakawanda maaifamba, maakanga apedzera zvinhu zvake zvose asi pasina kana chiyamuro; akatenge otonyanya kurwara.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 wakaŋga aʋoneswa nhamo neŋaŋga zhinji, akapedza ɀose ɀaakaŋga anaɀo asina‐kutoŋgoɓatsirwa, asi kuŋgonyanyiswa,

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

26 akanga aoneswa nhamo nevarapi vazhinji, akapedza zvose zvaakanga anazvo asina kutongobatsirwa, asi kungonyanyiswa,

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Akanga aona nhamo mudzin'anga dzakawanda maaifamba, maakanga apedzera zvinhu zvake zvose asi pasina kana chiyamuro; akatenge otonyanya kurwara.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Akanga aona nhamo mudzin'anga dzakawanda maaifamba, maakanga apedzera zvinhu zvake zvose asi pasina kana chiyamuro; akatenge otonyanya kurwara.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 Akanga atambudzika zvikuru uye achirapwa navanachiremba vazhinji uye akanga apedza zvose zvaaiva nazvo, asi pachinzvimbo chokuva nani akatonyanyisa kurwara.

Ver Capítulo Copiar

Mariko 5:26

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios