Mariko 5:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Munhu uya akabvapo ndokutanga kuparidza mudunhu reDhekapori zvinhu zvaakaitirwa naJesu. Vanhu vose vakashamiswa kwazvo nazvo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Akaenda, akataŋga kuparidza munyika yeDekapori ɀinhu ɀikuru ɀaakaitirwa naJesu; ʋakashamiswa ʋose. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200220 Akaenda, akatanga kuparidza munyika yeDhekapori zvinhu zvikuru zvaakaitirwa naJesu; vakashamiswa vose. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Munhu uya akabvapo ndokutanga kuparidza mudunhu reDhekapori zvinhu zvaakaitirwa naJesu. Vanhu vose vakashamiswa kwazvo nazvo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona20 Munhu uya akabvapo ndokutanga kuparidza mudunhu reDhekapori zvinhu zvaakaitirwa naJesu. Vanhu vose vakashamiswa kwazvo nazvo. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Saka murume uyu akabva akaenda uye akatanga kutaura muDhekapori zvinhu zvikuru zvaakanga aitirwa naJesu. Uye vanhu vose vakashamiswa. Ver Capítulo |