La Biblia Online

- Anuncios -




Mariko 5:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Ivo vakatanga kukumbira Jesu kuti abve zvake mudunhu ravo.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Ʋakataŋga kukumbira ɀikuru kwaari kuti abve munyika yaʋo.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Vakatanga kukumbira zvikuru kwaari kuti abve munyika yavo.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Ivo vakatanga kukumbira Jesu kuti abve zvake mudunhu ravo.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Ivo vakatanga kukumbira Jesu kuti abve zvake mudunhu ravo.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Ipapo vanhu vakatanga kukumbira Jesu kuti abve munyika yavo.

Ver Capítulo Copiar




Mariko 5:17

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios