Mariko 5:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Vafudzi vadzo ndokutiwo ware kutiza vakandotaurira vanhu veguta nevemumaruwa. Vanhu vakauya kuzoona zvakanga zvaitika. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ʋaidzifudza ʋakatiza, ʋakandoʋudza iɀoɀo muguta naparuwa. Ʋakaʋuya kuzoʋona ɀaitwa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200214 Vaidzifudza vakatiza, vakandoudza izvozvo muguta nomumaruwa. Vanhu kauya kuzoona zvaitwa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Vafudzi vadzo ndokutiwo ware kutiza vakandotaurira vanhu veguta nevemumaruwa. Vanhu vakauya kuzoona zvakanga zvaitika. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona14 Vafudzi vadzo ndokutiwo ware kutiza vakandotaurira vanhu veguta nevemumaruwa. Vanhu vakauya kuzoona zvakanga zvaitika. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Vaya vakanga vachifudza nguruve vakatiza vakandozivisa izvi muguta nomumaruwa, uye vanhu vakabuda kuti vandoona zvakanga zvaitika. Ver Capítulo |