Mariko 5:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Mweya iya yakamuteterera ichiti, “Titumirei zvedu munguruve kuti tipinde madziri.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ikakumbira ɀikuru kwaari, iciti: Titumirei kuŋguruʋe, kuti tindopinda madziri. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200212 Ikakumbira zvikuru kwaari, ichiti, “Titumirei kunguruve, kuti tindopinda madziri.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Mweya iya yakamuteterera ichiti, “Titumirei zvedu munguruve kuti tipinde madziri.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona12 Mweya iya yakamuteterera ichiti, “Titumirei zvedu munguruve kuti tipinde madziri.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Madhimoni akakumbirisa kuna Jesu akati, “Titumei henyu pakati penguruve, titenderei henyu kuti tinopinda madziri.” Ver Capítulo |